Mapisarema 88:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndinoʋereŋgwa pamŋe cete naʋanoɓurukira kugomba; Ndakafanana nomunhu unoshaiwa muɓatsiri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Ndinoverengwa pamwechete navanoburukira kugomba; Ndakafanana nomunhu anoshaiwa mubatsiri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndavakutoverengerwa pakati paavo vanodzika kunzvimbo yavakafa. Ndiri murume asisina simba Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndinoverengwa pakati paavo vakaburukira kugomba; ndava somunhu asina simba. Ver Capítulo |