Mapisarema 88:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima here kana ururami hwenyu munzvimbo yavasina chavanoyeuka? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀishamiso ɀenyu ɀiŋgazikanwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukaŋganwa here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Zvishamiso zvenyu zvingazikanwa murima here? Nokururama kwenyu panyika yokukanganwa here? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima here kana ururami hwenyu munzvimbo yavasina chavanoyeuka? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ko, zvishamiso zvenyu zvinozivikanwa munzvimbo yerima, kana mabasa akarurama enyu munyika yokukanganwa here? Ver Capítulo |