La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 87:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Rahabi neBabironi ndicati ʋari pakati paʋanondiziʋa; Tarirai, Firistia, neTire, neEtiopia; Munhu uyu wakaɀarirwa’ko.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Rahabhi neBhabhironi ndichati vari pakati pavanondiziva; “Tarirai, Firisitia, neTire, neItiopia; Munhu uyu akazvarirwako.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “Ndichanyora nezvaRahabhi neBhabhironi pakati pavanondiziva, neFiristiawo neTire, pamwe chete neEtiopia, uye vachati, ‘Uyu akaberekerwa muZioni.’ ”

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 87:4

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios