Mapisarema 86:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti imi muri mukuru, munoita ɀinhu ɀinoshamisa; Ndimi Mŋari woga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti imi muri mukuru, munoita zvinhu zvinoshamisa; Ndimi Mwari woga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinoshamisa, imi moga ndimi Mwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Nokuti imi muri mukuru uye munoita zvinhu zvinoshamisa; imi moga ndimi Mwari. Ver Capítulo |