Mapisarema 84:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Ndinobva ndatorwa mwoyo chaizvo, ndinodisisa kwazvo mipanda yaTENZI mwoyo wangu nenyama yangu zvinoimbira Mwari mupenyu norufaro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Mŋeya waŋgu unoshuʋa, ɀirokwaɀo unopaŋga ʋazhe dzaJehova; Mŋoyo waŋgu nenyama yaŋgu ɀinoɗana kunaMŋari mupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Mweya wangu unoshuva, zvirokwazvo unopanga vazhe dzaJehovha; Mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Ndinobva ndatorwa mwoyo chaizvo, ndinodisisa kwazvo mipanda yaTENZI mwoyo wangu nenyama yangu zvinoimbira Mwari mupenyu norufaro. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mweya wangu unopanga, uye unotoziya, nokuda kwezvivanze zvaJehovha; mwoyo wangu nenyama yangu zvinodana kuna Mwari mupenyu. Ver Capítulo |