Mapisarema 84:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Nokuti zuva rimwechete mumipanda yenyu riri nani pane churu chawo kumwe. Zviri nani zvangu kuva muchengeti wapamusuo mumba maMwari wangu panokugara mumatendhe avakaipa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti zuʋa rimŋe paʋazhe dzenyu rinokunda mamŋe anecuru pakunaka. Ndinoti ɀirinani kuti ndiʋe murindi womukoʋa mumba maMŋari waŋgu, Pakuti ndigare pamatente aʋaneɀakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti zuva rimwe pavazhe dzenyu rinokunda mamwe ane chiuru pakunaka. Ndinoti zviri nani kuti ndive murindi womukova mumba maMwari wangu, Pakuti ndigare pamatende avane zvakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Nokuti zuva rimwechete mumipanda yenyu riri nani pane churu chawo kumwe. Zviri nani zvangu kuva muchengeti wapamusuo mumba maMwari wangu panokugara mumatendhe avakaipa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zviri nani kuva pavazhe dzenyu kwezuva rimwe chete, kupfuura mazuva zviuru ndiri kumwe; ndingada zvangu kuva murindi womukova weimba yaMwari wangu kukunda kugara mumatende avakaipa. Ver Capítulo |