La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 83:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Vanobva vaita rimwe, kubatana kwazvo vachiita chitsidzirano chokurwisa imi

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti ʋakaraŋgana nomŋoyo mumŋe; Ʋanoita suŋgano kuzorwa nemi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti vakarangana nomwoyo mumwe; Vanoita sungano kuzorwa nemi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Vanobva vaita rimwe, kubatana kwazvo vachiita chitsidzirano chokurwisa imi

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Vanorangana pamwe chete nomwoyo mumwe chete; vanoita sungano yokuzorwa nemi,

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 83:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios