Mapisarema 83:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari regai kunyarara, regai kungoti zii-i kudaro, Mwari kana kuramba makangoti zirikiti kunyarara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Haiwa Jehova, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musiŋgatauri, musanyarara Mŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Haiwa Jehovha, regai kuramba munyerere; Regai kuramba musingatauri, musanyarara Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari regai kunyarara, regai kungoti zii-i kudaro, Mwari kana kuramba makangoti zirikiti kunyarara. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Haiwa Mwari, regai kunyarara; musanyarara, imi Mwari, musati mwiro. Ver Capítulo |