Mapisarema 82:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Toŋgerai mhaka dzaʋarombo nenherera; Ruramisirai ʋanotambudzika naʋanoshaiwa cose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Tongerai mhaka dzavarombo nenherera; Ruramisirai vanotambudzika navanoshaiwa chose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 “Miririrai varombo nenherera, itai zvine ruenzaniso kunavatamburi navasina chavanacho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Tongai mhaka dzavasina simba nenherera; chengetedzai kodzero dzavarombo navakadzvinyirirwa. Ver Capítulo |