La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 82:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mwari agara pachigaro chake chokutonga, mudare rake, achitonga pakati pavamwari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Mŋari unomira paʋuŋgano yaMŋari; Unotoŋga pakati paʋamŋari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Mwari anomira paungano yaMwari; Anotonga pakati pavamwari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mwari agara pachigaro chake chokutonga, mudare rake, achitonga pakati pavamwari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mwari anogara paungano huru; anotonga pakati pa“vamwari” achiti,

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 82:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios