Mapisarema 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 “Munhu chiiwo zvake wamunorangarira, iye munhuwo zvake wamunochengeta Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Munhu cinyiko, ɀamunomufuŋga? Nomŋanakomana womunhu ɀamunomushanyira? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Munhu chinyiko, zvamunomufunga? NoMwanakomana womunhu zvamunomushanyira? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Munhu chiiwo zvake wamunorangarira, iye munhuwo zvake wamunochengeta Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 munhu chiiko zvamunomufunga, kana mwanakomana womunhu zvamune hanya naye? Ver Capítulo |