Mapisarema 79:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Musaraŋgarira kutiroʋa pamsoro peɀakaipa ɀamadziɓaɓa eɗu; Ŋgoni dzenyu nyoro ŋgadzikurumidze kusoŋgana nesu; Nokuti taneta kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Musarangarira kutirova pamusoro pezvakaipa zvamadzibaba edu; Ngoni dzenyu nyoro ngadzikurumidze kusangana nesu; Nokuti taneta kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Musatiyeukirewo zvitadzo zvedu zvakare. Tsitsi dzenyu ngadziuye nokukurumidza dzitichingurewo nokuti tasakara zvikuru. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Regai kuverengera pamusoro pedu zvivi zvamadzibaba; tsitsi dzenyu ngadzikurumidze kuuya kuzosangana nesu, nokuti tiri pakutambudzika. Ver Capítulo |