Mapisarema 78:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 uye kuti varege kuita samadzibaba avo vaiva tsvuuramuromo nechizvarwa chakapanduka, vaiva chizvarwa chisina kugadzana mwoyo, vakanga vasina mweya wokutendeka kuna Mwari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ʋarege kufanana namadziɓaɓa aʋo, Rwakaŋga ruri rudzi rusiŋgatereri, rwakamukira Mŋari. Rudzi rwakaramba kururamisa mŋoyo yaʋo, Ʋuye mŋeya yaʋo yakaŋga isinokutendeka kunaMŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Varege kufanana namadzibaba avo, Rwakanga ruri rudzi rusingateereri, rwakamukira Mwari. Rudzi rwakaramba kururamisa mwoyo yavo, Uye mweya yavo yakanga isinakutendeka kuna Mwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 uye kuti varege kuita samadzibaba avo vaiva tsvuuramuromo nechizvarwa chakapanduka, vaiva chizvarwa chisina kugadzana mwoyo, vakanga vasina mweya wokutendeka kuna Mwari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Havazofanani namadzitateguru avo, rudzi rwakanga rwakasindimara uye rwaimumukira, mwoyo yavo yakanga isingateereri Mwari, mweya yavo yakanga isina kutendeka kwaari. Ver Capítulo |