La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 78:70 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

70 Akasarudza Dhavhidhi muranda wake akamutora kumatanga ehwai.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

70 Wakasanaŋgura ʋo Davidi muranda wake, Akamubvisa pamataŋga amakwai;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

70 Akasanangurawo Dhavhidhi muranda wake, Akamubvisa pamatanga amakwai;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

70 Akasarudza Dhavhidhi muranda wake akamutora kumatanga ehwai.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

70 Akasarudza Dhavhidhi muranda wake, akamutora kumatanga amakwai;

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 78:70

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios