La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 78:62 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

62 Akapinza vanhu vake mukuuraiwa nebakatwa rehondo akavirukira nhaka yake nehasha.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

62 Ʋanhu ʋake wakaʋaisa ʋo kumunondo; Akatsamŋira nhaka yake kwaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

62 Vanhu vake wakavaisawo kumunondo; Akatsamwira nhaka yake kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

62 Akapinza vanhu vake mukuuraiwa nebakatwa rehondo akavirukira nhaka yake nehasha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

62 Akaisa vanhu vake kumunondo; akatsamwira nhaka yake zvikuru kwazvo.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 78:62

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios