Mapisarema 78:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona58 Nokuti vakamushatirisa nenzvimbo dzavo dzokunamatira dzakatunhumara; vakaita kuti aite shanje nokuda kwezvifananidzo zvavo zvokunamata. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 Nokuti ʋakamutsa kutsamŋa kwake namatunhu aʋo akakwirira, Ʋakamutsa goɗo rake neɀifananidzo ɀaʋo ɀakaʋeziwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200258 Nokuti vakamutsa kutsamwa kwake namatunhu avo akakwirira, Vakamutsa godo rake nezvifananidzo zvavo zvakaveziwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Nokuti vakamushatirisa nenzvimbo dzavo dzokunamatira dzakatunhumara; vakaita kuti aite shanje nokuda kwezvifananidzo zvavo zvokunamata. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Vakamutsamwisa nenzvimbo dzavo dzakakwirira; vakamutsa godo rake nokuda kwezvifananidzo zvavo. Ver Capítulo |