Mapisarema 78:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Wakagadzirira kutsamŋa kwake nzira; Haana‐kubvisa mŋeya waʋo parufu, Asi wakaisa ʋupenyu bgaʋo kuhosha; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200250 Akagadzirira kutsamwa kwake nzira; Haana kubvisa mweya wavo parufu, Asi akaisa upenyu hwavo kuhosha; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Akavaputikira nehasha, haana kurega kuvauraya, akavaparadza upenyu nedenda. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Akagadzira nzira yokutsamwa kwake; haana kuponesa mweya yavo parufu asi akavaisa kudenda. Ver Capítulo |