Mapisarema 78:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona49 Akavavirukira kwazvo nehasha akavashatirirwa akavatsamwira zvikuru akavapa nhamo idzi dzaiva nhumwa dzake dzokuparadza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Wakatuma pakati paʋo kutsamŋa kwake kukuru, Nehasha neshuŋgu nokutambudza, Rikaita ɓoka raʋatumŋa ʋeɀakaipa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 Akatuma pakati pavo kutsamwa kwake kukuru, Nehasha neshungu nokutambudza, Rikaita boka ravatumwa vezvakaipa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Akavavirukira kwazvo nehasha akavashatirirwa akavatsamwira zvikuru akavapa nhamo idzi dzaiva nhumwa dzake dzokuparadza. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Akaregedzera kutsamwa kwake kukuru pamusoro pavo, hasha dzake, shungu dzake noukasha hwake, boka ravatumwa vokuparadza. Ver Capítulo |