Mapisarema 78:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakanga vasiri pachokwadi naye, havana kuita zviri pachokwadi nechitenderano chake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Nokuti mŋoyo yaʋo yakaŋga isinakururama kwaari, Ʋuye ʋakaŋga ʋasina‐kutendeka pasuŋgano yake. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200237 Nokuti mwoyo yavo yakanga isina kururama kwaari, Uye vakanga vasina kutendeka pasungano yake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakanga vasiri pachokwadi naye, havana kuita zviri pachokwadi nechitenderano chake. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 mwoyo yavo yakanga isina kutendeka kwaari, vakanga vasina kutendeka pasungano yake. Ver Capítulo |