Mapisarema 78:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Saka Jehova wakanzwa, akatsamŋa; Mŋoto ukaʋeserwa Jakobo, Kutsamŋa kukamukira Israeri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Saka Jehovha akanzwa, akatsamwa; Moto ukaveserwa Jakobho, Kutsamwa kukamukira Isiraeri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Naizvozvo TENZI paakazvinzwa akazara nehasha. Akatungidza Jakobho nemoto. Hasha dzake dzakavirukira Isiraeri Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jehovha akati avanzwa, akatsamwa zvikuru kwazvo; moto wake ukaveserwa Jakobho, uye hasha dzake dzikamukira Israeri, Ver Capítulo |