Mapisarema 78:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakapamura guŋgwa, akaʋayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Wakapamura gungwa, akavayambusa; Akamisa mvura ikafanana nomurwi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akaganhura gungwa akavapfuudza nomo akamisa mvura kuita murwi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Akapamura gungwa akavayambutsa napakati; akaita kuti mvura imire yakasimba sorusvingo. Ver Capítulo |