Mapisarema 6:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti parufu hapana‐ucakuraŋgarirai; Ndiani ucakuʋoŋgai paSheori? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti parufu hapana achakurangarirai; Ndiani achakuvongai paSheori? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokuti kana munhu afa haakuyeukei; ndiani angakurumbidzei munzvimbo yavakafa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Hakuna anokurangarirai kana afa. Ndiani anokurumbidzai kubva muguva? Ver Capítulo |