La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Asi ziʋai kuti Jehova wakaɀitsaurira munhu unomuɗa: Jehova ucanzwa kana ndiciɗana kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Asi zivai kuti Jehovha akazvitsaurira munhu anomuda, Jehovha achanzwa kana ndichidana kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zivai kuti Jehovha akazvitsaurira vanomuda; Jehovha achandinzwa pandinodana kwaari.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 4:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios