Mapisarema 3:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Handiŋgatyi ɀuru ɀamazana ɀaʋanhu, Ʋakandikomberedza kuzorwa neni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Handingatyi zviuru zvamazana zvavanhu, Vakandikomberedza kuzorwa neni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Handityi zviuru zvavanhu zvakazanirana, zvavanhu varongana vakandikomba, vanoda kundirwisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Handizotyi makumi ezviuru vakandikomba kuti vandirwise. Ver Capítulo |