Mapisarema 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ndicaparidza cireʋo, cinoti: Jehova wakati kwandiri: Ndiwe mŋanakomana waŋgu; Nhasi ndakakuɓereka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Ndichaparidza chirevo, chinoti, “Jehovha akati kwandiri, ‘Ndiwe mwanakomana wangu; Nhasi ndakubereka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ndichataura pachena chirevo chaTENZI akanditi iwe ndiwe mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ndichaparidza chirevo chaJehovha, ndichiti: Iye akati kwandiri, “Ndiwe Mwanakomana wangu; nhasi ndava Baba vako. Ver Capítulo |