Mapisarema 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Madzimambo enyika anoɀigadzira, Naʋaɓati ʋanoraŋgana, Kuzorwa naJehova nomuzodziwa wake, ʋaciti: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Madzimambo enyika anozvigadzira, Navabati vanorangana, Kuzorwa naJehovha nomuzodziwa wake, vachiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Madzimambo apasi ari kunyatsoungana, uye vatongi vari kuitira TENZI nomuzodzwa wake musangano, vachiti: Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Madzimambo enyika azvigadzirira uye vabati vanoungana pamwe chete kuti vazorwa naJehovha, uye kuti vazorwisa Muzodziwa Wake. Ver Capítulo |