Mabasa 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino wakati areʋa iɀoɀi, akakwidzwa, ʋacitaririra; gore rikamubvisa, ʋakasazomuʋona. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mushure mokunge ataura izvi, akakwidzwa kudenga pamberi pameso avo chaipo, uye gore rikamufukidza vakasazomuona. Ver Capítulo |