Johane 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Jesu akazvinzwa kuti vamutandanisa. Paakamuona akamuti, “Unotenda here muna Mwanakomana womunhu?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Jesu akanzwa kuti ʋamudziŋgira kunze; akati amuwana, akati kwaari: Iwe unotenda kuMŋanakomana waMŋari here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Jesu akanzwa kuti vamudzingira kunze; akati amuwana, akati kwaari, “Iwe unotenda kuMwanakomana waMwari here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jesu akazvinzwa kuti vamutandanisa. Paakamuona akamuti, “Unotenda here muna Mwanakomana womunhu?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Jesu akanzwa kuti vakanga vamudzingira kunze, uye akati amuwana, akati kwaari, “Unotenda here kuMwanakomana woMunhu?” Ver Capítulo |