Johane 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakati kwaari, “Iweka iwe, chiberekerwo chako uri mutadzi chaiyeiye. Ndiwe ungade kutidzidzisa iyewe.” Vakabva vamudzinga. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ʋakapindura, ʋakati kwaari: Iwe wakaɓerekerwa kwaɀo muɀiʋi, ɀino iwe wotidzidzisa su? Ʋakamudziŋgira kunze. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Vakapindura, vakati kwaari, “Iwe wakaberekerwa muzvivi chose, zvino iwe wotidzidzisa isu?” Vakamudzingira kunze. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakati kwaari, “Iweka iwe, chiberekerwo chako uri mutadzi chaiyeiye. Ndiwe ungade kutidzidzisa iyewe.” Vakabva vamudzinga. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ipapo vakapindura vakati, “Iwe wakaberekerwa muchivi; unoda seiko kutidzidzisa!” Ipapo vakamubudisa kunze. Ver Capítulo |