Johane 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kubvira pakutaŋga hakunakumbonzwika, kuti mumŋe wakaȿinudza meso omunhu, wakaɓerekwa riri ɓofu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Kubvira pakutanga hakuna kumbonzwika, kuti mumwe akasvinudza meso omunhu, akaberekwa riri bofu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kubvira pakutanga kwapasi, hakuna kumbonzwika kuti pane akambozarura maziso omunhu akazvarwa ari bofu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Hakuna munhu akatombonzwa nezvokusvinudzwa kwameso omunhu akaberekwa ari bofu. Ver Capítulo |