Johane 9:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakaunza kuvaFarisei munhu uya akanga ari bofu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakamuisa kuʋaFarise, iye wakaŋga ari ɓofu kare. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Vakamuisa kuvaFarisi, iye akanga ari bofu kare. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakaunza kuvaFarisei munhu uya akanga ari bofu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakauyisa murume uya aimbova bofu kuvaFarisi. Ver Capítulo |