Johane 9:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakati, “Ko zvino ari kupi?” Iye ndokuti, “Handizivi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakati kwaari: Iye uripiko? Akati: Handiziʋi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Vakati kwaari, “Iye aripiko?” Akati, “Handizivi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakati, “Ko zvino ari kupi?” Iye ndokuti, “Handizivi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakamubvunza vakati, “Aripiko murume wacho?” Iye akati, “Handizivi.” Ver Capítulo |