Johane 8:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Abrahama, ɓaɓa ʋenyu, ʋakafara, ʋaciti ʋacaʋona zuʋa raŋgu; ʋakariʋona, ʋakafara. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200256 “Abhurahamu, baba venyu, vakafara, vachiti, vachaona zuva rangu; vakariona, vakafara.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Baba venyu Abhurahama vakafara pavakafunga kuti vachaona zuva rangu; vakariona uye vakafara.” Ver Capítulo |