Johane 8:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona38 Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu. Imiwo munoita zvamakanzwa kunababa venyu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ini ndinoreʋa iɀo ɀandakaʋona kunaƂaɓa ʋaŋgu; imi munoita ʋo ɀamanzwa kunaɓaɓa ʋenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200238 “Ini ndinotaura zvandakaona kuna baba vangu; imi munoitawo zvamanzwa kuna baba venyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu. Imiwo munoita zvamakanzwa kunababa venyu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Ndiri kukuudzai zvandakaona pamberi paBaba vangu, uye imi munoita zvamakanzwa kuna baba venyu.” Ver Capítulo |