Johane 8:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Muranda haagari mumba nokusiŋgaperi; mŋanakomana ndiye unogara nokusiŋgaperi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200235 Muranda haagari mumba nokusingaperi; mwanakomana ndiye anogara nokusingaperi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Zvino muranda haagari mumhuri nokusingaperi, asi mwanakomana ndiye anogaramo nokusingaperi. Ver Capítulo |