Johane 8:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Wakandituma uneni. Haana‐kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita ŋguʋa dzose ɀinomufadza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200229 “Akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita nguva dzose zvinomufadza.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Uyo akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinomufadza.” Ver Capítulo |