Johane 8:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akati, “Hapana changamire.” Jesu akati, “Kana neniwo handikupi mhosva chienda hako usazotadzazve.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye akati: Hakuna, Ishe! Jesu akati kwaari: Neni ʋo handikupi mhoȿa. Enda hako, usatadza ɀe.] Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Iye akati, “Hakuna, Ishe!” Jesu akati kwaari, “Neniwo handikupi mhosva. Enda hako, usatadzazve.”] Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akati, “Hapana changamire.” Jesu akati, “Kana neniwo handikupi mhosva chienda hako usazotadzazve.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Iye akati, “Hapana, Ishe.” Jesu akati, “Neniwo handikupi mhosva. Zvino chienda, uye usiye upenyu hwako hwechivi.” Ver Capítulo |