Johane 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jesu akakotoroka; ɀino asiŋgaʋoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari: Mai, ʋaya ʋakupomera mhoȿa ʋaripiko? Hakuna‐wakutoŋga here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Jesu akatwasanukazve; zvino asingaoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari, “Mai, vaya vakupomera mhosva varipiko? Hakuna akutonga here?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akatwasuka akati kwaari, “Mai, varipiko vaya vanga vachikupomera mhosva? Hapana akutonga here?” Ver Capítulo |