La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 “Zviya, handiti mutemo wedu haupe munhu mhosva asina kutanga ambonzwika uye kuziva zvaanoita?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 Murairo weɗu unotoŋga munhu, usati wambomunzwa, nokuziʋa caanoita here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

51 “Murayiro wedu unotonga munhu, vasati vambomunzwa, nokuziva chaanoita here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 “Zviya, handiti mutemo wedu haupe munhu mhosva asina kutanga ambonzwika uye kuziva zvaanoita?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 “Ko, murayiro wedu unopomera munhu mhosva asina kutanga ambonzwikwa kuti zvionekwe kuti ari kuitei here?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:51

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios