Johane 7:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona50 Nikodhimasi, uya akamboenda kwaari aiva mumwe wavo akati kwavari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Nikodimo, (uya wakamboʋuya kwaari, waiʋa mumŋe waʋo), akati kwaʋari: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200250 Nikodhimo, (uya akambouya kwaari, aiva mumwe wavo), akati kwavari, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Nikodhimasi, uya akamboenda kwaari aiva mumwe wavo akati kwavari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Nikodhimasi, uya akanga amboenda kuna Jesu uye akanga ari mumwe wavo, akati, Ver Capítulo |