Johane 7:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Mosesi akakutii muite dzingiso (zvisingarevi zvazvo kuti zvakabva kuna Mosesi asi kumadzitateguru enyu) asi imi munodzingisa munhu nezuva resabata. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Nemhaka iyi Mosesi wakakupai dziŋgiso, (handiti ndeyaMosesi, asi yamadziɓaɓa); ɀino imi munodziŋgisa munhu nesaɓata. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Nemhaka iyi Mosesi akakupai dzingiso, (handiti ndeyaMosesi, asi yamadzibaba); zvino imi munodzingisa munhu neSabata. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mosesi akakutii muite dzingiso (zvisingarevi zvazvo kuti zvakabva kuna Mosesi asi kumadzitateguru enyu) asi imi munodzingisa munhu nezuva resabata. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Asi nokuda kwokuti Mozisi akakupai kudzingiswa (kunyange zvazvo kusina kubva kuna Mozisi, asi kumadzibaba enyu), imi munodzingisa mwana nomusi weSabata. Ver Capítulo |