Johane 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Kana munhu ane chido chokuita zvinoda Mwari anobva aziva kuti rudzidziso urwu runobva kuna Mwari here, kana kuti ndiri kutaura zvomusoro wangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Kana munhu aciɗa kuita kuɗa kwake, ucaziʋa kana kudzidzisa uku kucibva kunaMŋari, kana ndiciɀitaurira ndimene. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Kana munhu achida kuita kuda kwake, achaziva kana kudzidzisa uku kuchibva kuna Mwari, kana ndichizvitaurira ndimene. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kana munhu ane chido chokuita zvinoda Mwari anobva aziva kuti rudzidziso urwu runobva kuna Mwari here, kana kuti ndiri kutaura zvomusoro wangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Kana munhu akasarudza kuita kuda kwaMwari, achazoona kuti kudzidzisa kwangu kunobva kuna Mwari kana kuti ndinongotaura ndoga. Ver Capítulo |