Johane 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Pava pakati pamazuva makuru iwayo Jesu akaenda muTemberi akatangisa kudzidzisa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino kwakati paʋa pakati pomutambo, Jesu akakwira kutembere, akataŋga kudzidzisa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Zvino kwakati pava pakati pomutambo, Jesu akakwira kutemberi, akatanga kudzidzisa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pava pakati pamazuva makuru iwayo Jesu akaenda muTemberi akatangisa kudzidzisa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mutambo wakati wava pakati, Jesu ndipo paakazokwidza kutemberi uye akatanga kudzidzisa. Ver Capítulo |