Johane 6:60 - Bhaibhiri Idzva rechiShona60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)60 Ɀino ʋazhinji ʋaʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakati: Iri shoko igukutu; ndianiko uŋgarinzwa? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200260 Zvino vazhinji vavadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakati, “Iri shoko igukutu; ndianiko angarinzwa?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika60 Vamwe vadzidzi vake vazhinji pavakazvinzwa vakati, “Zviri kutaurwa izvi zvakaoma, ndiani angateerera zvakadai.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi60 Pavakanzwa izvi, vadzidzi vake vazhinji vakati, “Kudzidzisa uku kwakaoma. Ndianiko angakugamuchira?” Ver Capítulo |