Johane 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Wakareʋa iɀoɀo kuti amuidze, nokuti iye wakaziʋa amene ɀaakaŋga aciɗa kuita. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Akareva izvozvo kuti amuedze, nokuti iye akaziva amene zvaakanga achida kuita. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi akataura kuri kumuedza zvake. Nokuti iye aiziva zvaaizoita. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Akabvunza izvi achida chete kumuedza, nokuti akanga atoziva kare mupfungwa dzake zvaakanga achizoita. Ver Capítulo |