Johane 6:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ƃaɓa ʋapenyu, seɀaʋakandituma, neni ndicirarama naƂaɓa; saiɀoɀo unondidya, ucararama neni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200257 Baba vapenyu, sezvavakandituma, neni ndichirarama nababa; saizvozvo anondidya, achararama neni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Sokutumwa kwandakaitwa naBaba vapenyu uye kuti ndinoraramiswa naBaba ndizvozvowo zvinoita vanondidya vachararamiswa neni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Sezvo Baba vapenyu vakandituma uye ndichirarama nokuda kwaBaba, saizvozvo uyo anodya pandiri achararama nokuda kwangu. Ver Capítulo |