Johane 6:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona49 Madzitateguru enyu akadya mana murenje asi vakafa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Madziɓaɓa enyu akadya mana murenje, akafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200249 “Madzibaba enyu akadya mana murenje, akafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Madzitateguru enyu akadya mana murenje asi vakafa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Madzitateguru enyu akadya mana mugwenga, asi vakafa. Ver Capítulo |