Johane 6:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Vakati kwaari, “Tenzi tipei chingwa ichocho nguva dzose.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino ʋakati kwaari: Ishe, tipei ciŋgwa ici misi yose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200234 Zvino vakati kwaari, “Ishe, tipei chingwa ichi misi yose.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Vakati kwaari, “Tenzi tipei chingwa ichocho nguva dzose.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Ivo vakati, “Ishe, kubva zvino zvichienda mberi, tipei chingwa ichi.” Ver Capítulo |