Johane 6:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Nokuti chingwa chaMwari ndechiya chinobva kudenga uye chinopa upenyu kunyika.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Nokuti ciŋgwa caMŋari ndico cinoɓuruka kuɗeŋga, cinopa nyika ʋupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Nokuti chingwa chaMwari ndicho chinoburuka kudenga, chinopa pasi upenyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Nokuti chingwa chaMwari ndechiya chinobva kudenga uye chinopa upenyu kunyika.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Nokuti chingwa chaMwari ndiye anoburuka achibva kudenga uye anopa upenyu kunyika.” Ver Capítulo |