Johane 6:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Madzibaba edu vakadya mana murenje sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Madziɓaɓa eɗu akadya mana murenje, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Wakaʋapa ciŋgwa cakabva kuɗeŋga, kuti ʋadye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Madzibaba edu akadya mana murenje, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, ‘Akavapa chingwa chikabva kudenga, kuti vadye.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Madzibaba edu vakadya mana murenje sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Madzibaba edu akadya mana murenje; sezvazvakanyorwa zvichinzi: ‘Akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.’ ” Ver Capítulo |